Mariko 16:1 - Shona BIBLE1 Sabata yakati yapfuura, Maria Magadharina, naMaria mai vaJakobho, naSarome, vakatenga zvinonhuwira, kuti vaende kuzomuzodza. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Saɓata yakati yapfuʋura, Maria Magdarene, naMaria mai ʋaJakobo, naSarome, ʋakateŋga ɀinonhuwira, kuti ʋaende kuzomuzodza. See the chapterShona Bible 1949 revised 20021 Sabata yakati yapfuura, Maria Magadharina, naMaria mai vaJakobho, naSarome, vakatenga zvinonhuwira, kuti vaende kuzomuzodza. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Kuzoti Sabata rapfuura, vanaMaria Magadharena naMaria amai vaJemusi naSarome vakatenga mafuta anonhuwira kuti vandomuzora nawo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona1 Kuzoti Sabata rapfuura, vanaMaria Magadharena naMaria amai vaJemusi naSarome vakatenga mafuta anonhuwira kuti vandomuzora nawo. See the chapter |