Mariko 15:45 - Shona BIBLE45 Zvino akati achinzwa kumukuru wezana, akapa Josefa chitunha. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)45 Ɀino wakati aɀinzwa kumukuru wezana, akapa Josefa mutumbu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200245 Zvino akati achinzwa kumukuru wezana, akapa Josefa chitunha. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 Paakazvinzwa, zvichibva kumutungamiri wezana kuti Jesu afa, akabvumira Josefi kutora chitunha. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona45 Paakazvinzwa, zvichibva kumutungamiri wezana kuti Jesu afa, akabvumira Josefi kutora chitunha. See the chapter |