Mariko 15:40 - Shona BIBLE40 Navakadzi vakanga varipo, vakatarira vari kure; pakati pavo kwakanga kuna Maria Magadharina, naMaria mai vaJakobho muduku naJose, naSarome; See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 Naʋakadzi ʋakaŋga ʋari’po, ʋakatarira ʋari kure; pakati paʋo kwakaŋga kunaMaria Magdarene, naMaria mai ʋaJakobo muɗuku naJose, naSarome; See the chapterShona Bible 1949 revised 200240 Navakadzi vakanga varipo, vakatarira vari kure; pakati pavo kwakanga kuna Maria Magadharina, naMaria mai vaJakobho muduku naJose, naSarome; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Pakangawo paina madzimai akanga akatarira ari chinhambwe. Vamwe vaiva mukati mavo ndavana Maria Magadharena, naMaria amai vaJemusi muduku naJosesi, naSarome, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona40 Pakangawo paina madzimai akanga akatarira ari chinhambwe. Vamwe vaiva mukati mavo ndavana Maria Magadharena, naMaria amai vaJemusi muduku naJosesi, naSarome, See the chapter |