Mariko 14:71 - Shona BIBLE71 Ipapo akatanga kutuka nokupika, achiti, “Handimuzivi munhu uyu wamunoreva.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)71 Ipapo akataŋga kutuka nokupika, aciti: Handimuziʋi munhu uyu wamunoreʋa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200271 Ipapo akatanga kutuka nokupika, achiti, “Handimuzivi munhu uyu wamunoreva.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika71 Ipapo Pita akatanga kuzvirengerera rushambwa achipika achiti, “Handimuzivi munhu uyu wamuri kutaura.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona71 Ipapo Pita akatanga kuzvirengerera rushambwa achipika achiti, “Handimuzivi munhu uyu wamuri kutaura.” See the chapter |