Online Bible

- Advertisements -

Mariko 14:2 - Shona BIBLE

2 Nokuti vakati, “Zvirege kuitwa pamutambo, kuti kurege kuva nebope pakati pavanhu.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Nokuti ʋakati: Ɀirege kuitwa pamutambo, kuti kurege kuʋa neɓope pakati paʋanhu.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Nokuti vakati, “Zvirege kuitwa pamutambo, kuti kurege kuva nebope pakati pavanhu.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Vaiti, “Kwete pamazuva makuru, nokuti pangadaro pakaita bongozozo ravanhu.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Vaiti, “Kwete pamazuva makuru, nokuti pangadaro pakaita bongozozo ravanhu.”

See the chapter Copy

Mariko 14:2

Follow us:

Advertisements

Advertisements