Mariko 13:5 - Shona BIBLE5 Zvino Jesu akatanga kuvaudza, akati, “Chenjerai kuti murege kutsauswa nomunhu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀino Jesu akataŋga kuʋaʋudza, akati: Cenjerai kuti murege kutsauswa nomunhu. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Zvino Jesu akatanga kuvaudza, akati, “Chenjerai kuti murege kutsauswa nomunhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Ipapo Jesu akatanga kuvaudza achiti, “Chenjerai kuti murege kurasiswa naani zvake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Ipapo Jesu akatanga kuvaudza achiti, “Chenjerai kuti murege kurasiswa naani zvake. See the chapter |