Mariko 13:4 - Shona BIBLE4 “Tiudzei kuti izvozvi zvichagova rinhiko? Nechiratidzo chichava chipiko, kana izvozvi zvose zvoda kuitwa?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Tiʋudzei kuti iɀoɀi ɀicagoʋa riniko? Neciratidzo cicaʋa cipiko, kana iɀoɀi ɀose ɀoɗo‐kuitwa? See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 “Tiudzei kuti izvozvi zvichagova riniko? Nechiratidzo chichava chipiko, kana izvozvi zvose zvoda kuitwa?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 “Tiudzeiwo kuti izvi zvichaitika rini uye kuti chiratidzo chokuti zvose izvi zvava kuda kuitika chichava chei?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 “Tiudzeiwo kuti izvi zvichaitika rini uye kuti chiratidzo chokuti zvose izvi zvava kuda kuitika chichava chei?” See the chapter |