Mariko 13:33 - Shona BIBLE33 Chenjerai, murinde, nokunyengetera; nokuti hamuzivi kuti nguva ichasvika rinhi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Cenjerai, murinde, nokunyeŋgetera; nokuti hamuziʋi kuti ŋguʋa icaȿika rini. See the chapterShona Bible 1949 revised 200233 Chenjerai, murinde, nokunyengetera; nokuti hamuzivi kuti nguva ichasvika rini. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Chenjerai mugaririre, nokuti hamuzivi kuti nguva yacho ichasvika rini. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona33 Chenjerai mugaririre, nokuti hamuzivi kuti nguva yacho ichasvika rini. See the chapter |