Mariko 12:8 - Shona BIBLE8 Vakamubata, vakamuuraya, vakamubudisa kunze kwomunda wemizambiringa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ʋakamuɓata, ʋakamuʋuraya, ʋakamuɓuɗisa kunze kwomunda wemizambiriŋga. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Vakamubata, vakamuuraya, vakamubudisa kunze kwomunda wemidzambiringa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Vakamubata, vakamuuraya, ndokumukanda kunze kwomunda wamagirepisi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Vakamubata, vakamuuraya, ndokumukanda kunze kwomunda wamagirepisi. See the chapter |