Mariko 11:9 - Shona BIBLE9 Avo vakanga vachitungamira, navakanga vachitevera vakadanidzira, vachiti, “Hosana, ngaakudzwe iye anouya muzita raIshe. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Aʋo ʋakaŋga ʋacituŋgamira, naʋakaŋga ʋaciteʋera ʋakaɗanidzira, ʋaciti: Hosana, ŋgaakudzwe iye unoʋuya muzita raShe. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Avo vakanga vachitungamira, navakanga vachitevera vakadanidzira, vachiti, “Hosana, ngaakudzwe iye anouya muzita raIshe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Zvino vaifamba vari mberi navaimutevera vakadaidzira vachiti; “Hosana, ngaarumbidzwe iye anouya muzita raTenzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Zvino vaifamba vari mberi navaimutevera vakadaidzira vachiti; “Hosana, ngaarumbidzwe iye anouya muzita raTenzi. See the chapter |