Mariko 11:8 - Shona BIBLE8 Vazhinji vakawarira nguo dzavo panzira, navamwe mashizha avakanga vatema mubundo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ʋazhinji ʋakawarira ŋguʋo dzaʋo panzira, naʋamŋe mashizha aʋakaŋga ʋatema kuɓundo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Vazhinji vakawarira nguo dzavo panzira, navamwe mashizha avakanga vatema mubundo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Vazhinji vakawarira hanzu dzavo munzira, vamwe vakawarira mapazu anamashizha avakatemha muminda. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Vazhinji vakawarira hanzu dzavo munzira, vamwe vakawarira mapazu anamashizha avakatemha muminda. See the chapter |