Mariko 11:3 - Shona BIBLE3 Kana munhu akati kwamuri, munoitireiko kudaro? Muti, Ishe anoida. Pakarepo achaidzora pano.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Kana munhu akati kwamuri: Munoitireiko kuɗaro? muti: Ishe unoiɗa. Pakarepo ucaitumira ɀe pano. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Kana munhu akati kwamuri, munoitireiko kudaro? Muti, Ishe anoida. Pakarepo achaidzora pano.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Kana munhu akakutii, ‘Muri kuzviitirei?’ Muudzei kuti Tenzi ari kurida; acharidzosa nokukurumidza.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Kana munhu akakutii, ‘Muri kuzviitirei?’ Muudzei kuti Tenzi ari kurida; acharidzosa nokukurumidza.” See the chapter |