Mariko 10:29 - Shona BIBLE29 Jesu akati, “Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, hakuna munhu akasiya imba, kana vakoma kana vanun'una, kana hanzvadzi, kana mai, kana baba, vana, kana minda, nokuda kwangu nokweVhangeri, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Jesu akati: Ɀirokwaɀo ndinoti kwamuri: Hakunomunhu wakasiya imba, kana ʋanuŋuna, kana hanɀadzi, kana mai, kana ɓaɓa, kana ʋana, kana minda, nokuɗa kwaŋgu nokweEvaŋgeri, See the chapterShona Bible 1949 revised 200229 Jesu akati, “Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, hakuna munhu akasiya imba, kana vakoma kana vanun'una, kana hanzvadzi, kana mai, kana baba, vana, kana minda, nokuda kwangu nokweVhangeri, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Jesu akati, “Zvirokwazvo ndinoti kwamuri hakuna munhu akasiya musha, kana vakomanavanun'una, kana hanzvadzi, kana amai, kana baba, kana vana, kana minda pamusana pangu napamusana peShoko Rakanaka, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona29 Jesu akati, “Zvirokwazvo ndinoti kwamuri hakuna munhu akasiya musha, kana vakomanavanun'una, kana hanzvadzi, kana amai, kana baba, kana vana, kana minda pamusana pangu napamusana peShoko Rakanaka, See the chapter |