Mariko 10:22 - Shona BIBLE22 Asi akasuwa kwazvo neshoko iro, ati hurududu nokuti akanga ane pfuma zhinji. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Asi wakaȿiɓa mŋoyo neshoko iro, akaenda neshuŋgu, nokuti wakaŋga anefuma zhinji. See the chapterShona Bible 1949 revised 200222 Asi akasuwa kwazvo neshoko iro, ati hurududu nokuti akanga ane pfuma zhinji. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Shoko iri rakamusvibisa mwoyo akabvapo woenda akasuruvara nokuti akanga aine upfumi hwakawanda. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona22 Shoko iri rakamusvibisa mwoyo akabvapo woenda akasuruvara nokuti akanga aine upfumi hwakawanda. See the chapter |