Mariko 10:2 - Shona BIBLE2 VaFarisi vakauya kwaari, vakamubvunza, vachimuedza, vachiti, “Murume akatenderwa kuramba mukadzi wake here?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 ƲaFarise ʋakaʋuya kwaari, ʋakamubvunza, ʋacimuidza, ʋaciti: Murume wakatenderwa kurasha mukadzi wake here? See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 VaFarisi vakauya kwaari, vakamubvunza, vachimuedza, vachiti, “Murume akatenderwa kuramba mukadzi wake here?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Zvino vaFarisei vakazouya kwaari vakamubvunza, kuri kumuedza zvavo vachiti, “Murume anobvumirwa here kuramba mukadzi wake?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Zvino vaFarisei vakazouya kwaari vakamubvunza, kuri kumuedza zvavo vachiti, “Murume anobvumirwa here kuramba mukadzi wake?” See the chapter |