Online Bible

- Advertisements -

Mariko 1:32 - Shona BIBLE

32 Madekwana, zuva ravira, vakaisa kwaari vose vakanga vachirwadziwa, navakanga vakabatwa nemweya yakaipa.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

32 Maɗekwana, zuʋa raʋira, ʋakaisa kwaari ʋose ʋakaŋga ʋacirwadziwa, naʋakaŋga ʋakaɓatwa nemŋeya yakaipa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

32 Madekwana, zuva ravira, vakaisa kwaari vose vakanga vachirwadziwa, navakanga vakabatwa nemweya yakaipa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Zvino kuzoti ava manheru, zuva ravira, vanhu vakauya kuna Jesu navose vakanga vachirwara kana vakanga vakagarwa nemweya yakaipa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

32 Zvino kuzoti ava manheru, zuva ravira, vanhu vakauya kuna Jesu navose vakanga vachirwara kana vakanga vakagarwa nemweya yakaipa.

See the chapter Copy

Mariko 1:32

Follow us:

Advertisements

Advertisements