Mariko 1:3 - Shona BIBLE3 Izwi raanodana murenje, ‘Gadzirai nzira yaIshe, Ruramisai migwagwa yake.’ ” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Inzwi rounoɗana murenje, Gadzirai nzira yaShe, Ruramisai migwagwa yake. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Izwi raanodana murenje, ‘Gadzirai nzira yaIshe, Ruramisai migwagwa yake.’ ” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Izwi reanodaidzira ari murenje, achiti, ‘Gadzirirai mugwagwa waTenzi, ruramisai nzira dzake.’ ” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Izwi reanodaidzira ari murenje, achiti, ‘Gadzirirai mugwagwa waTenzi, ruramisai nzira dzake.’ ” See the chapter |