Mariko 1:2 - Shona BIBLE2 Sezvazvakanyorwa mumuporofita Isaya zvichinzi, “Tarira, ‘Ndinotuma munyai wangu pamberi pako,’ Achakunatsira nzira yako; See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Seɀaɀakanyorwa mumuprofita Isaya, ɀicinzi: Tarira, ndinotuma munyai waŋgu pamberi pako, Ucakunatsira nzira yako; See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Sezvazvakanyorwa mumuporofita Isaya, zvichinzi, “Tarira, ‘Ndinotuma munyai wangu pamberi pako,’ Achakunatsira nzira yako; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 sokunyorwa kwazvakaitwa muna Isaya muporofita zvichinzi, “Chiona, ndinotuma nhume yangu pamberi pako, ichagadzirira nzira yako. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 sokunyorwa kwazvakaitwa muna Isaya muporofita zvichinzi, “Chiona, ndinotuma nhume yangu pamberi pako, ichagadzirira nzira yako. See the chapter |