Maraki 2:2 - Shona BIBLE2 Kana imi musingadi kunzwa, kana musingadi kuita nomwoyo wenyu zvandakaraira kuti mukudze zita rangu ndizvo zvinotaura Jehovha wehondo ipapo ndichatuma kutuka pamusoro penyu, ndichatuka ropafadzo dzenyu; zvirokwazvo ndatozvituka, nokuti hamuzviiti nomwoyo wenyu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Kana imi musiŋgaɗi kunzwa, kana musiŋgaɗi kuita nomŋoyo wenyu ɀandakaraira kuti mukudze zita raŋgu — ndiɀo ɀinotaura Jehova wehondo — ipapo ndicatuma kutuka pamsoro penyu, ndicatuka ropafadzo dzenyu; ɀirokwaɀo ndatoɀituka, nokuti hamuɀiiti nomŋoyo wenyu. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Kana imi musingadi kunzwa, kana musingadi kuita nomwoyo wenyu zvandakaraira kuti mukudze zita rangu ndizvo zvinotaura Jehovha wehondo ipapo ndichatuma kutuka pamusoro penyu, ndichatuka ropafadzo dzenyu; zvirokwazvo ndatozvituka, nokuti hamuzviiti nomwoyo wenyu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Kana mukarega kuteerera kana kurega henyu kuuisa mumwoyo kuti mupe mbiri kuzita rangu ndizvo zviri kutaura Tenzi, inini ndichati muwirwe nejambwa. Ndichati zvikomborero zvenyu zvive jambwa nazvinowo ndatozviti zvive jambwa nokuti hamuuise mumwoyo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Kana mukarega kuteerera kana kurega henyu kuuisa mumwoyo kuti mupe mbiri kuzita rangu ndizvo zviri kutaura Tenzi, inini ndichati muwirwe nejambwa. Ndichati zvikomborero zvenyu zvive jambwa nazvinowo ndatozviti zvive jambwa nokuti hamuuise mumwoyo. See the chapter |