Mapisarema 94:5 - Shona BIBLE5 Vanopwanya vanhu venyu, Jehovha, Vachitambudza nhaka yenyu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ʋanopxanya ʋanhu ʋenyu, Jehova, Ʋacitambudza nhaka yenyu. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Vanopwanya vanhu venyu, Jehovha, Vachitambudza nhaka yenyu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Vanopwanya vanhu venyu TENZI vanorwadzisa nhaka yenyu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Vanopwanya vanhu venyu TENZI vanorwadzisa nhaka yenyu. See the chapter |