Mapisarema 94:16 - Shona BIBLE16 Ndianiko achandirwira pavaiti vezvakaipa? Ndianiko achandibatsira pana vanoita zvakaipa? See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ndianiko ucandirwira paʋaiti ʋeɀakaipa? Ndianiko ucandiɓatsira panaʋanoita ɀakaipa? See the chapterShona Bible 1949 revised 200216 Ndianiko achandirwira pavaiti vezvakaipa? Ndianiko achandibatsira panavanoita zvakaipa? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Ndiani zvake akambosimuka kuti andirwire kuna vakaipa? Ndiani angandimiririrewo kurwisa vaiti vezvakaipa? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona16 Ndiani zvake akambosimuka kuti andirwire kuna vakaipa? Ndiani angandimiririrewo kurwisa vaiti vezvakaipa? See the chapter |