Mapisarema 92:11 - Shona BIBLE11 Ziso rangu rakaona zvakaitirwa vavengi vangu, Nzeve dzangu dzakanzwa zvakaitirwa vaiti vezvakaipa, vakandimukira. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ziso raŋgu rakaʋona ɀakaitirwa ʋaʋeŋgi ʋaŋgu, Nzeʋe dzaŋgu dzakanzwa ɀakaitirwa ʋaiti ʋeɀakaipa, ʋakandimukira. See the chapterShona Bible 1949 revised 200211 Ziso rangu rakaona zvakaitirwa vavengi vangu, Nzeve dzangu dzakanzwa zvakaitirwa vaiti vezvakaipa, vakandimukira. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Ndakaona namaziso angu kuputsika kwavavengi vangu ndakanzwawo nenzeve dzangu kuparara kwavakaipa vanondirwisa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona11 Ndakaona namaziso angu kuputsika kwavavengi vangu ndakanzwawo nenzeve dzangu kuparara kwavakaipa vanondirwisa. See the chapter |