Mapisarema 91:7 - Shona BIBLE7 Kurutivi rwako kuchawa vane gumi ramazana, Nezana ramazana paruoko rwako rworudyi; Asi hazvingaswederi kwauri. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Kurutiʋi rwako kucawa ʋanegumi ramazana, Nezana ramazana paruʋoko rwako rworudyi; Asi haɀiŋgasweɗeri kwauri. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Kurutivi rwako kuchawa vane gumi ramazana, Nezana ramazana paruoko rwako rworudyi; Asi hazvingaswederi kwauri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Kurutivi rwako kungawire zvako churu kurudyi kwako kugowira gumi rezviuru asi iwe hapana chinokusvika. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Kurutivi rwako kungawire zvako churu kurudyi kwako kugowira gumi rezviuru asi iwe hapana chinokusvika. See the chapter |