Mapisarema 91:6 - Shona BIBLE6 Kana chirwere chinofamba murima, Kana kuparadza kunouraya masikati. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Kana hosha inofamba murima, Kana kuparadza kunoʋuraya masikati. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Kana hosha inofamba murima, Kana kuparadza kunouraya masikati. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Kana mharadzi dzinofamba murima, nyange zvinoparadza masikati machena. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Kana mharadzi dzinofamba murima, nyange zvinoparadza masikati machena. See the chapter |