Mapisarema 91:3 - Shona BIBLE3 Nokuti iye achakurwira parugombe rwomuteyi weshiri, Napachirwere chinouraya zvikuru. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Nokuti iye ucakurwira parugombe rwomuteyi weshiri, Napahosha inoʋuraya ɀikuru. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Nokuti iye achakurwira parugombe rwomuteyi weshiri, Napahosha inouraya zvikuru. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Nokuti achakununura kumunhu anokuteya zvakaipa uye kudenda rinoparadza. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Nokuti achakununura kumunhu anokuteya zvakaipa uye kudenda rinoparadza. See the chapter |