Mapisarema 90:4 - Shona BIBLE4 Nokuti kwamuri makore ane chiuru Akangofanana nezuva razuro kana rapfuura, Senguva yokurinda yousiku. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Nokuti kwamuri makore anecuru Akaŋgofanana nezuʋa razuro kana rapfuʋura, Seŋguʋa yokurinda yoʋusiku. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Nokuti kwamuri makore ane chiuru Akangofanana nezuva razuro kana rapfuura, Senguva yokurinda yousiku. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Nokuti churu chamakore kwamuri chakangoita sazuro kana chapfuura kana sakanguvana kokugaririra usiku. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Nokuti churu chamakore kwamuri chakangoita sazuro kana chapfuura kana sakanguvana kokugaririra usiku. See the chapter |