Mapisarema 90:15 - Shona BIBLE15 Tifadzei zvinoenzana namazuva amakatitambudza, Namakore atakaona zvakaipa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Tifadzei ɀinoenzana namazuʋa amakatitambudza, Namakore atakaʋona ɀakaipa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 Tifadzei zvinoenzana namazuva amakatitambudza, Namakore atakaona zvakaipa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Tipeiwo kufara kwamazuva akaenzana namazuva amakatirwadzisa uye kwamakore atakaona nhamo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona15 Tipeiwo kufara kwamazuva akaenzana namazuva amakatirwadzisa uye kwamakore atakaona nhamo. See the chapter |