Mapisarema 89:43 - Shona BIBLE43 Zvirokwazvo, munodzosa munondo wake unopinza, Hamuna kumusimbisa pakurwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)43 Ɀirokwaɀo, munodzosa munondo wake unopinza, Hamuna‐kumusimbisa pakurwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200243 Zvirokwazvo, munodzosa munondo wake unopinza, Hamuna kumusimbisa pakurwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Makamininutsa bakatwa rake mukaita kuti akurirwe muhondo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona43 Makamininutsa bakatwa rake mukaita kuti akurirwe muhondo. See the chapter |