Mapisarema 89:33 - Shona BIBLE33 Asi handingamutoreri unyoro hwangu chose, Kana kutendera kutendeka kwangu kuitiswa nhema. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Asi handiŋgamutoreri ʋunyoro bgaŋgu cose, Kana kutendera kutendeka kwaŋgu kuitiswa nhema. See the chapterShona Bible 1949 revised 200233 Asi handingamutoreri unyoro hwangu chose, Kana kutendera kutendeka kwangu kuitiswa nhema. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Asi handiregi kuva nemwoyochena kana kusava ndakatendeka kwavari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona33 Asi handiregi kuva nemwoyochena kana kusava ndakatendeka kwavari. See the chapter |