Mapisarema 89:20 - Shona BIBLE20 Ndakawana Dhavhidhi muranda wangu; Ndakamuzodza namafuta angu matsvene; See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ndakawana Davidi muranda waŋgu; Ndakamuzodza namafuta aŋgu matȿene; See the chapterShona Bible 1949 revised 200220 Ndakawana Dhavhidhi muranda wangu; Ndakamuzodza namafuta angu matsvene; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Wandakawana wacho ndiDhavhidhi, muranda wangu. Ndakamuzodza namafuta angu anoera, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona20 Wandakawana wacho ndiDhavhidhi, muranda wangu. Ndakamuzodza namafuta angu anoera, See the chapter |