Mapisarema 89:19 - Shona BIBLE19 Panguva iyo makataura navatsvene venyu pakuzviratidza kwenyu, Mukati, “Ndakabatsira mhare; Ndakasimudza mumwe wakasanangurwa pakati pavanhu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Paŋguʋa iyo makataura naʋatsene ʋenyu pakuɀiratidza kwenyu, Mukati: Ndakaɓatsira mhare; Ndakasimudza mumŋe wakasanaŋgurwa pakati paʋanhu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200219 Panguva iyo makataura navatsvene venyu pakuzviratidza kwenyu, Mukati, “Ndakabatsira mhare; Ndakasimudza mumwe wakasanangurwa pakati pavanhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Makazotaura ipapo muchioneso kune munhu wenyu wakatendeka muchiti, “Ndakapa rubatsiro rwangu kugamba, ndakasimudzira pamusoro mumwe wandakasarudza muvanhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona19 Makazotaura ipapo muchioneso kune munhu wenyu wakatendeka muchiti, “Ndakapa rubatsiro rwangu kugamba, ndakasimudzira pamusoro mumwe wandakasarudza muvanhu. See the chapter |