Mapisarema 88:9 - Shona BIBLE9 Ziso rangu ropera nemhaka yokutambudzika; Ndakadana kwamuri, Jehovha, zuva rimwe nerimwe, Ndakatambanudzira maoko angu kwamuri. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ziso raŋgu ropera nemhaka yokutambudzika; Ndakaɗana kwamuri, Jehova, zuʋa rimŋe nerimŋe, Ndakatambanudzira maʋoko aŋgu kwamuri. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Ziso rangu ropera nemhaka yokutambudzika; Ndakadana kwamuri, Jehovha, zuva rimwe nerimwe, Ndakatambanudzira maoko angu kwamuri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Ziso rangu rava kuonera madzerere pamusana pokutambura. Ndinodana kwamuri mazuva ose TENZI ndakasimudza maoko angu kwamuri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Ziso rangu rava kuonera madzerere pamusana pokutambura. Ndinodana kwamuri mazuva ose TENZI ndakasimudza maoko angu kwamuri. See the chapter |