Mapisarema 88:8 - Shona BIBLE8 Makaisa vazikani vangu kure neni; Makandiita chinhu chinonyangadza kwavari; Ndakapfigirwa, handigoni kubuda. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Makaisa ʋazikani ʋaŋgu kure neni; Makandiita cinhu cinonyaŋgadza kwaʋari; Ndakapfigirwa, handigoni kuɓuɗa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Makaisa vazikani vangu kure neni; Makandiita chinhu chinonyangadza kwavari; Ndakapfigirwa, handigoni kubuda. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Munoita kuti vamwe vangu vandiseme muchiita kuti ndive chinhu chinosemesa kwavari. Makandizaririra zvokuti handikwanisi kupunyuka. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Munoita kuti vamwe vangu vandiseme muchiita kuti ndive chinhu chinosemesa kwavari. Makandizaririra zvokuti handikwanisi kupunyuka. See the chapter |