Mapisarema 88:6 - Shona BIBLE6 Makandiisa mugomba rakadzika–dzika, Panzvimbo dzine rima, makadzika kwazvo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Makandiisa mugomba rakadzika‐dzika, Panɀimbo dzinerima, makadzika kwaɀo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Makandiisa mugomba rakadzika-dzika, Panzvimbo dzine rima, makadzika kwazvo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Makandiradzika mugomba rakadzika munzvimbo yerima pasi pasi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Makandiradzika mugomba rakadzika munzvimbo yerima pasi pasi. See the chapter |