Mapisarema 86:5 - Shona BIBLE5 Nokuti imi, Ishe makanaka, munofarira kukanganwira, Mune ngoni zhinji kuna vose vanodana kwamuri. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Nokuti imi, Ishe, makanaka, munofarira kukaŋganwira, Muneŋgoni zhinji kunaʋose ʋanoɗana kwamuri. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Nokuti imi, Ishe makanaka, munofarira kukanganwira, Mune ngoni zhinji kuna vose vanodana kwamuri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 nokuti imi, TENZI, makanaka uye munoregerera, munoitira mwoyochena vakawanda kuna vanodana kwamuri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 nokuti imi, TENZI, makanaka uye munoregerera, munoitira mwoyochena vakawanda kuna vanodana kwamuri. See the chapter |