Mapisarema 86:14 - Shona BIBLE14 Mwari, vanozvikudza vakandimukira, Ungano yavanhu, vanomanikidza, vakatsvaka mweya wangu, Havana kukuisai pamberi pavo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Mŋari, ʋanoɀikudza ʋakandimukira, Ʋuŋgano yaʋanhu, ʋanomanikidza, ʋakatȿaka mŋeya waŋgu, Haʋana‐kukuisai pamberi paʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200214 Mwari, vanozvikudza vakandimukira, Ungano yavanhu, vanomanikidza, vakatsvaka mweya wangu, Havana kukuisai pamberi pavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Vanhu vanozvikudza vandimukira Mwari, chikwata chamadzenga chinoda kundiuraya havana hanya nemi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona14 Vanhu vanozvikudza vandimukira Mwari, chikwata chamadzenga chinoda kundiuraya havana hanya nemi. See the chapter |