Online Bible

- Advertisements -

Mapisarema 84:11 - Shona BIBLE

11 Nokuti Jehovha Mwari izuva nenhoo; Jehovha achapa nyasha nokukudzwa; Hapana chinhu chakanaka chaanganyima vanofamba nokururama.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Nokuti Jehova Mŋari izuʋa nenhoʋo; Jehova ucapa nyasha nokukudzwa; Hapanecinhu cakanaka caaŋganyima ʋanofamba nokururama.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Nokuti Jehovha Mwari izuva nenhoo; Jehovha achapa nyasha nokukudzwa; Hapana chinhu chakanaka chaanganyima vanofamba nokururama.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Nokuti Mwari izuva nenhoo, anoitira munhu mwoyochena uye anovasimudzira. TENZI hapana chaanonyima munhu anofamba pachokwadi.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Nokuti Mwari izuva nenhoo, anoitira munhu mwoyochena uye anovasimudzira. TENZI hapana chaanonyima munhu anofamba pachokwadi.

See the chapter Copy

Mapisarema 84:11

Follow us:

Advertisements

Advertisements