Online Bible

- Advertisements -

Mapisarema 84:10 - Shona BIBLE

10 Nokuti zuva rimwe pavazhe dzenyu rinokunda mamwe ane chiuru pakunaka. Ndinoti zviri nani kuti ndive murindi womukova mumba maMwari wangu, Pakuti ndigare pamatende avane zvakaipa.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Nokuti zuʋa rimŋe paʋazhe dzenyu rinokunda mamŋe anecuru pakunaka. Ndinoti ɀirinani kuti ndiʋe murindi womukoʋa mumba maMŋari waŋgu, Pakuti ndigare pamatente aʋaneɀakaipa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Nokuti zuva rimwe pavazhe dzenyu rinokunda mamwe ane chiuru pakunaka. Ndinoti zviri nani kuti ndive murindi womukova mumba maMwari wangu, Pakuti ndigare pamatende avane zvakaipa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Nokuti zuva rimwechete mumipanda yenyu riri nani pane churu chawo kumwe. Zviri nani zvangu kuva muchengeti wapamusuo mumba maMwari wangu panokugara mumatendhe avakaipa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Nokuti zuva rimwechete mumipanda yenyu riri nani pane churu chawo kumwe. Zviri nani zvangu kuva muchengeti wapamusuo mumba maMwari wangu panokugara mumatendhe avakaipa.

See the chapter Copy

Mapisarema 84:10

Follow us:

Advertisements

Advertisements