Mapisarema 82:3 - Shona BIBLE3 Tongerai mhaka dzavarombo nenherera; Ruramisirai vanotambudzika navanoshaiwa chose. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Toŋgerai mhaka dzaʋarombo nenherera; Ruramisirai ʋanotambudzika naʋanoshaiwa cose. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Tongerai mhaka dzavarombo nenherera; Ruramisirai vanotambudzika navanoshaiwa chose. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 “Miririrai varombo nenherera, itai zvine ruenzaniso kunavatamburi navasina chavanacho. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 “Miririrai varombo nenherera, itai zvine ruenzaniso kunavatamburi navasina chavanacho. See the chapter |