Mapisarema 7:12 - Shona BIBLE12 Kana munhu asingatendeuki, iye acharodza munondo wake; Akakunga uta hwake, akahugadzira. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Kana munhu asiŋgatendeʋuki, iye ucarodza munondo wake; Wakakuŋga ʋuta bgake, akaʋugadzira. See the chapterShona Bible 1949 revised 200212 Kana munhu asingatendeuki, iye acharodza munondo wake; Akakunga uta hwake, akahugadzira. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Kana munhu akasapinduka, Mwari anorodza bakatwa rake anotatamura nokukunga uta hwake, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona12 Kana munhu akasapinduka, Mwari anorodza bakatwa rake anotatamura nokukunga uta hwake, See the chapter |