Mapisarema 6:6 - Shona BIBLE6 Ndaneta nokugomba kwangu; Usiku humwe nohumwe ndinoshambirisa nhoo dzangu; Ndinonyorovesa mubhedha wangu nemisodzi yangu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ndaneta nokugomba kwaŋgu; Ʋusiku ʋumŋe noʋumŋe ndinoshambirisa nhoʋo dzaŋgu; Ndinonyoroɀa mubeda waŋgu nemisodzi yaŋgu. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Ndaneta nokugomba kwangu; Usiku humwe nohumwe ndinoshambirisa nhoo dzangu; Ndinonyorodza mubhedha wangu nemisodzi yangu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Ndaneta nokuchema, usiku hoga hoga, ndinonyorovesa mubhedha wangu nemisodzi yangu. Ndinonyorovesa uvato hwangu nokuchema kwangu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Ndaneta nokuchema, usiku hoga hoga, ndinonyorovesa mubhedha wangu nemisodzi yangu. Ndinonyorovesa uvato hwangu nokuchema kwangu. See the chapter |