Mapisarema 4:1 - Shona BIBLE1 Ndipindurei kana ndichidana, Mwari wokururama kwangu; Pakumanikidzwa kwangu makandiisa pakafarikana; Ndinzwirei tsitsi, munzwe munyengetero wangu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ndipindurei kana ndiciɗana, Mŋari wokururama kwaŋgu; Pakumanikidzwa kwaŋgu makandiisa pakafarikana; Ndinzwirei tsitsi, munzwe munyeŋgetero waŋgu. See the chapterShona Bible 1949 revised 20021 Ndipindurei kana ndichidana, Mwari wokururama kwangu; Pakumanikidzwa kwangu makandiisa pakafarikana; Ndinzwirei tsitsi, munzwe munyengetero wangu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Pandinodanidzira, ndipindureiwo, imi Mwari anorwira zvandinokodzera. Pandakanga ndapinda nhamo, makandifaranutsa. Ndiitireiwo mwoyochena munzwe munamato wangu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona1 Pandinodanidzira, ndipindureiwo, imi Mwari anorwira zvandinokodzera. Pandakanga ndapinda nhamo, makandifaranutsa. Ndiitireiwo mwoyochena munzwe munamato wangu. See the chapter |