Mapisarema 10:18 - Shona BIBLE18 Kuti mutongere nherera neanotambudzwa, Kuti munhu wapanyika arege kuramba achivhundusa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Kuti mutoŋgere nherera nounotambudzwa, Kuti munhu wapanyika arege kuramba acivundusa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200218 Kuti mutongere nherera neanotambudzwa, Kuti munhu wapanyika arege kuramba achivhundusa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 kuti muitire nherera navatamburi ruenzaniso kuitira kuti munhu akabva zvake kuvhu arege kutyisa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona18 kuti muitire nherera navatamburi ruenzaniso kuitira kuti munhu akabva zvake kuvhu arege kutyisa. See the chapter |