Mabasa 9:5 - Shona BIBLE5 Iye akati, “Ndimi aniko, Ishe?” Akati, “Ndini Jesu waunotambudza; zvinokuremera kupfura zvibayiso.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Iye akati: Ndimi aniko, Ishe? Akati: Ndini Jesu waunotambudza; [ɀinokuremera kupfura ɀiɓayiso. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Iye akati, “Ndimi aniko, Ishe?” Akati, “Ndini Jesu waunotambudza; zvinokuremera kupfura zvibayiso.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Iye akati, “Ko ndimi aniko Tenzi?” Iye akati, “Ndini Jesu wauri kutambudza. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Iye akati, “Ko ndimi aniko Tenzi?” Iye akati, “Ndini Jesu wauri kutambudza. See the chapter |