Mabasa 9:4 - Shona BIBLE4 akawira pasi, akanzwa izwi richiti kwaari, “Sauro, Sauro, unonditambudzireiko?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 akawira pasi, akanzwa inzwi riciti kwaari: Sauro, Sauro, unonditambudzireiko? See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 akawira pasi, akanzwa izwi richiti kwaari, “Sauro, Sauro, unonditambudzireiko?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Akabva aputsikira pasi. Akanzwa izwi richitaura kwaari richiti, “Sauro, Sauro uri kunditambudzireiko?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Akabva aputsikira pasi. Akanzwa izwi richitaura kwaari richiti, “Sauro, Sauro uri kunditambudzireiko?” See the chapter |