Online Bible

- Advertisements -




Mabasa 9:2 - Shona BIBLE

2 akakumbira kwaari magwaro okuenda nawo Dhamasikosi kumasinagoge, kuti kana awana vamwe vaiva veNzira iyo, varume kana vakadzi, auye navo Jerusaremu vakasungwa.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 akakumbira kwaari magwaro okuenda nawo Damasko kumasinagoge, kuti kana awana ʋamŋe ʋaiʋa ʋeNzira iyo, ʋarume kana ʋakadzi, aʋuye naʋo Jerusarema ʋakasuŋgwa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

2 akakumbira kwaari magwaro okuenda nawo Dhamasiko kumasinagoge, kuti kana awana vamwe vaiva veNzira iyo, varume kana vakadzi, auye navo Jerusaremu vakasungwa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 akamukumbira matsamba akanyorerwa masinagogu okuDhamasikusi okuti kana akawana ani naani zvake anotevera nzira iyi, vangave varume kana vakadzi, auye navo kuJerusaremu vakasungwa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 akamukumbira matsamba akanyorerwa masinagogu okuDhamasikusi okuti kana akawana ani naani zvake anotevera nzira iyi, vangave varume kana vakadzi, auye navo kuJerusaremu vakasungwa.

See the chapter Copy




Mabasa 9:2

Follow us:

Advertisements


Advertisements