Online Bible

- Advertisements -

Mabasa 6:2 - Shona BIBLE

2 Zvino vane gumi navaviri vakadana vadzidzi vazhinji, vakati, “Hakuzakafanira kuti isu tirege kuparidza shoko raMwari, tishumire pamatafura.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Ɀino ʋanegumi naʋaʋiri ʋakaɗana ʋadzidzi ʋazhinji, ʋakati: Hakuzakafanira kuti isu tirege shoko raMŋari, tishumire pamatafura.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Zvino vane gumi navaviri vakadana vadzidzi vazhinji, vakati, “Hakuzakafanira kuti isu tirege kuparidza shoko raMwari, tishumire pamatafura.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Vane gumi navaviri vakaunganidza gungano ravadzidzi vakati, “Hazvina kunaka kuti tirege kuparidza shoko raMwari tichipa zvokudya.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Vane gumi navaviri vakaunganidza gungano ravadzidzi vakati, “Hazvina kunaka kuti tirege kuparidza shoko raMwari tichipa zvokudya.

See the chapter Copy

Mabasa 6:2

Follow us:

Advertisements

Advertisements