Mabasa 5:9 - Shona BIBLE9 Petirosi akati kwaari, “Maita seiko zvamarangana kuedza Mweya waIshe? Tarira, tsoka dzavakaviga murume wako, dzichiri pamusuwo, vachakutakurirawo kunze.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Petro akati kwaari: Maita seiko ɀamaraŋgana kuidza Mŋeya waShe? Tarira, tsoka dzaʋakaʋiga murume wako, dziciri pamukoʋa, ʋacakutakurira ʋo kunze. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Petirosi akati kwaari, “Maita seiko zvamarangana kuedza Mweya waIshe? Tarira, tsoka dzavakaviga murume wako, dzichiri pamusuo, vachakutakurirawo kunze.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Pita ndokuti kwaari, “Ko matenderana sei kuedza Mweya waMwari? Teerera unzwe tsoka dzavanhu vaviga murume wako dzava pamusuo. Vachakutakura vachikuburitsa kunze.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Pita ndokuti kwaari, “Ko matenderana sei kuedza Mweya waMwari? Teerera unzwe tsoka dzavanhu vaviga murume wako dzava pamusuo. Vachakutakura vachikuburitsa kunze.” See the chapter |