Online Bible

- Advertisements -




Mabasa 2:30 - Shona BIBLE

30 Zvino zvaakanga ari muporofita, achizivawo kuti Mwari akamupikira nemhiko kuti achagadza pachigaro chake choushe mumwe wezvibereko zvechiuno chake,

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

30 Ɀino ɀaakaŋga ari muprofita, aciziʋa ʋo kuti Mŋari wakamupikira nemhiko kuti ucagadza pacigaro cake coʋushe mumŋe weɀiɓereko ɀeciʋuno cake,

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

30 Zvino zvaakanga ari muporofita, achizivawo kuti Mwari akamupikira nemhiko kuti achagadza pachigaro chake choushe mumwe wezvibereko zvechiwuno chake,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Nezvo somuporofita, uye zvaaiziva kuti Mwari akapika nechitsidzo kwaari kuti achaisa mumwe wechizvarwa chake pachigaro chake choumambo,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

30 Nezvo somuporofita, uye zvaaiziva kuti Mwari akapika nechitsidzo kwaari kuti achaisa mumwe wechizvarwa chake pachigaro chake choumambo,

See the chapter Copy




Mabasa 2:30

Follow us:

Advertisements


Advertisements