Online Bible

- Advertisements -

Mabasa 2:2 - Shona BIBLE

2 Pakarepo kutinhira sokwemhepo inovhuvhuta nesimba kwakabva kudenga, kukazadza imba yose mavakanga vagere.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Pakarepo kutinhira sokwemhepo inovuvuta nesimba kwakabva kuɗeŋga, kukazadza imba yose maʋakaŋga ʋagere.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Pakarepo kutinhira sokwemhepo inovhuvhuta nesimba kwakabva kudenga, kukazadza imba yose mavakanga vagere.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Pakarepo kwakava nokutinhira kuchibva kudenga kuchinge kuvhuvhuta kwemhepo inesimba kukazadza imba yose yavakanga vagere.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Pakarepo kwakava nokutinhira kuchibva kudenga kuchinge kuvhuvhuta kwemhepo inesimba kukazadza imba yose yavakanga vagere.

See the chapter Copy

Mabasa 2:2

Follow us:

Advertisements

Advertisements